Pular para o conteúdo
Publicidade

Mabasa aVapostori 8

36 Zvavakanga vachifamba nomugwagwa, vakasvika pakanga pane mvura saka muyunaki akati, "Tarirai, heino mvura. Chingandikonesa kubhabhatidzwa chiiko?" 37 Uye Firipi akati, "Kana uchitenda nomwoyo wako wose, zvinogoneka." Iye akapindura akati, "Ndinotenda kuti Jesu Kristu ndiye Mwanakomana waMwari." 38 Akarayira kuti ngoro imiswe. Ipapo vose vari vaviri, Firipi nomuyunaki vakapinda mumvura, Firipi akamubhabhatidza.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também