Pular para o conteúdo
Publicidade

Mabasa aVapostori 8

5 Firipi akaburuka akaenda kuguta raiva muSamaria akaparidza Kristu ikoko. 6 Vanhu vazhinji vakati vanzwa Firipi uye vakaona zviratidzo zvaakaita, vose vakanyatsoteerera kune zvaaitaura. 7 Nokuti mweya yetsvina yakabuda muvanhu ichidanidzira nenzwi guru, uye vazhinji vakanga vakaoma mitezo navakanga vakaremara vakaporeswa. 8 Nokudaro kwakava nomufaro mukuru muguta iro.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também