3 Akati oswedera kuDhamasiko ari parwendo rwake, pakarepo chiedza chakabva kudenga chikamupenyera kumativi ose. 4 Akawira pasi akanzwa inzwi richiti kwaari, "Sauro, Sauro, unonditambudzireiko?"
Publicidade