Pular para o conteúdo
Publicidade

Resultados da busca por "esperança"

33 resultados encontrados

  1. Romanos 5

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 5
    Mostrando versículos 2–5 de 21

    2watakawana naye mapindiro, nokutenda, munyasha idzi dzatakamira madziri zvino. Uye tinofara mutariro yokubwinya kwaMwari.

    4kutsungirira kunouyisa unhu uye unhu hunouyisa tariro.

    5Uye tariro hainyadzisi nokuti Mwari akadurura rudo rwake mumwoyo yedu kubudikidza naMweya Mutsvene, uyo waakatipa.

  2. Êxodo 20

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 20
    Mostrando versículos 13–15 de 26

    13Usauraya.

    14Usaita upombwe.

    15Usaba.

  3. Romanos 8

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 8
    Mostrando versículos 24–34 de 39

    24Nokuti mutariro iyi takaponeswa. Asi tariro inoonekwa haizi tariro zvachose. Ndiani anotarisira chaanacho kare?

    25Asi kana tine tariro yechinhu chatisina, tinochimirira nokutsungirira.

    34Ndianiko achavapa mhosva? Kristu Jesu, ndiye akafa pamusoro pezvo, ndiye akamutswa akava mupenyu, ari kurudyi rwaMwari, uye anotinyengetererawo.

  4. Lamentações 3

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 3
    Mostrando versículos 21–29 de 66

    21Asi izvi ndinozvirangarira mupfungwauye naizvozvo ndine tariro:

    26chinhu chakanaka kumiriraruponeso rwaJehovha unyerere.

    29Ngaavige chiso chake muguruva,zvimwe tariro ichiripo.

  5. Jó 41

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 41
    Mostrando versículos 3–27 de 34

    3Ko, ingaramba ichikumbira kunzwirwa ngoni newe here?Ko, ingataura kwauri mashoko manyoro here?

    9Tariro ipi zvayo yokuitonga ndeyenhema;kungoiona bedzi kunopedza simba.

    27Simbi inoita seshanga kwairi,uye ndarira sedanda rakaora.

  6. Provérbios 13

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 13
    Mostrando versículos 10–17 de 25

    10Kuzvikudza kunongouyisa kukakavara chete,asi uchenjeri hunowanikwa mune avo vanogamuchira kurayirwa.

    12Tariro kana ichinonoka inoodza mwoyo,asi chishuvo chazadziswa muti woupenyu.

    17Nhume yakaipa inowira munjodzi,asi munyai akatendeka anouya nokuporesa.

  7. Provérbios 6

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 6
    Mostrando versículos 4–30 de 35

    4Usatendera meso ako hope,usatendera meso ako kutsumwaira.

    9Uchasvika riniko wakarara ipapo, iwe simbe?Uchamuka riniko kubva pahope dzako?

    30Vanhu havazvidzi mbavhakana ikaba kuti ipedze nzara yayo painenge yoziya.

  8. Gálatas 5

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 5
    Mostrando versículos 5–20 de 26

    5Asi nokutenda tinoshinga kwazvo kumirira kururama, kunova ndiko kwatine tariro nako kubudikidza noMweya.

    9Mbiriso shoma inovirisa chikanyiwa chose chakakanyiwa.

    20kunamata zvifananidzo, uroyi, ruvengo, gakava, godo, kutsamwa, kuzvikudza, kuparadzana, dzidziso dzakatsauka

  9. Deuteronômio 5

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 5
    Mostrando versículos 17–19 de 33

    17Usauraya.

    18Usaita upombwe.

    19Usaba.

  10. Jó 6

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 6
    Mostrando versículos 11–26 de 30

    11"Ndinaro here simba, rokuti ndirambe ndine tariro?Tariro yacho ndeyeiko kuti nditsungirire?

    19Vafambi veTema vanotsvaka mvura,vashambadziri veShebha vanomirira netariro.

    26Munoda kutsiura zvandareva,nokutora mashoko omunhu arasa tariro semhepo here?

  11. 2 Coríntios 3

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 3
    Mostrando versículos 4–12 de 18

    4Kutenda kwakadai souku tinako kubudikidza naKristu pamberi paMwari.

    8ko, kushumira kwaMweya hakungavi nokubwinya kukuru here?

    12Naizvozvo, zvatine tariro yakadai, takashinga zvikuru.

  12. Hebreus 6

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 6
    Mostrando versículos 5–19 de 20

    5vakaravira kunaka kweshoko raMwari uye namasimba enyika inouya,

    15Uye mushure mokumirira nomwoyo murefu, Abhurahama akagamuchira chipikirwa.

    19Tine tariro iyi sechibatiso choMweya, chakasimba chisingazungunuswi. Inopinda mukati mechidzitiro chomutemberi,

  13. Hebreus 11

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 11
    Mostrando versículos 1–27 de 40

    1Zvino kutenda ndiko kuva nechokwadi nezvinhu zvatinotarisira, nechiratidzo chezvinhu zvatisingaoni.

    20Nokutenda Isaka akaropafadza Jakobho naEsau pamusoro pezvaizoitika.

    27Nokutenda akabva muIjipiti asingatyi kutsamwa kwamambo; akatsungirira nokuti akanga aona iye asingaonekwi.

  14. Salmos 130

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 130
    Mostrando versículos 5–7 de 8

    5Ndinomirira Jehovha, mweya wangu unomirira,uye tariro yangu iri mushoko rake.

    6Mweya wangu unorindira Ishekupfuura varindivanomirira rungwanani.

    7Haiwa Israeri, isa tariro yako muna Jehovha,nokuti Jehovha ane rudo rusingaperiuye kwaari kune dzikinuro izere.

  15. Salmos 27

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 27
    Mostrando versículos 1–14 de 14

    1Jehovha ndiye chiedza changu noruponeso rwangu,ndichagotya aniko?Jehovha ndiye nhare youpenyu hwangu,ndianiko wandingatya?

    9Regai kundivanzira chiso chenyu,musadzinga muranda wenyu mukutsamwa;makanga muri mubatsiri wangu.Regai kundiramba kana kundisiya,imi Mwari Muponesi wangu.

    14Rindira Jehovha;iva nesimba,utsunge mwoyo ugomirira Jehovha.

  16. Isaías 2

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 2
    Mostrando versículos 7–22 de 22

    7Nyika yavo izere nesirivha negoridhe;pfuma yavo haiperi.Nyika yavo izere namabhiza;ngoro dzavo hadziperi.

    11Meso omunhu anozvikudza achaninipiswa,uye kuzvikudza kwavanhu kuchaderedzwa;asi Jehovha oga ndiye achakudzwa pazuva iro.

    22Regai kuvimba nomunhu,anongova nokufema mumhino dzake.Anobatsireiko?

  17. 1 Coríntios 12

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 12
    Mostrando versículos 4–23 de 31

    4Kuna marudzi akasiyana ezvipo, asi Mweya ndomumwe.

    9mumwe kutenda noMweya mumwe chete, mumwe zvipo zvokuporesa noMweya mumwe chete,

    23uye mitezo yatinofunga kuti haikudzwi ndiyo yatinokudza kwazvo,

  18. Isaías 19

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 19
    Mostrando versículos 9–22 de 25

    9Vanobata neshinda yakanaka vachapera simba,varuki vemicheka yakanaka vachashaya tariro.

    16Pazuva iro, vaIjipita vachafanana navakadzi. Vachadedera nokutya panosimudzwa ruoko rwaJehovha Wamasimba Ose pamusoro pavo.

    22Jehovha acharova Ijipiti nehosha; acharova agovarapazve. Vachatendeukira kuna Jehovha, uye achapindura mikumbiro yavo nokuvarapa.

  19. 1 João 3

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 3
    Mostrando versículos 3–21 de 24

    3Mumwe nomumwe ane tariro iyi maari anozvichenesa, sezvo iye akachena.

    20pose patinopiwa mhosva nemwoyo yedu. Nokuti Mwari mukuru kupfuura mwoyo yedu, uye anoziva zvinhu zvose.

    21Shamwari dzinodikanwa, kana mwoyo yedu isingatipi mhosva, tinako kuvimba pamberi paMwari

  20. Colossenses 1

    Bhaibheri Dzvene Rakasununguka MuChiShona Chanhasi 2017
    Capítulo 1
    Mostrando versículos 5–23 de 29

    5kutenda norudo zvinobva patariro yamakachengeterwa kudenga uye iyo yamakatonzwa nezvayo mushoko rezvokwadi, iro vhangeri

    14watine dzikinuro maari, iko kuregererwa kwezvivi.

    23kana muchirambira mukutenda kwenyu, makasimbiswa uye makasimba, musingazungunuswi kubva patariro iri muvhangeri. Ndiro vhangeri ramakanzwa uye rakaparidzirwa kuzvisikwa zvose pasi pedenga, uye iro ini, Pauro, ndakaitwa muranda nokuda kwaro.

Léxico (correspondência exata) Semântico (correspondência relacionada) Versículos omitidos Contexto do capítulo