1Haiwa Jehovha, vadzivisi vangu vakawanda sei!Vakawanda sei vanondimukira!
4Kuna Jehovha ndinodana nenzwi guru,uye anondipindura ari pagomo rake dzvene. Sera
8Rusununguko runobva kuna Jehovha.Maropafadzo enyu ngaave pamusoro pavanhu venyu. Sera
65 resultados encontrados
1Haiwa Jehovha, vadzivisi vangu vakawanda sei!Vakawanda sei vanondimukira!
4Kuna Jehovha ndinodana nenzwi guru,uye anondipindura ari pagomo rake dzvene. Sera
8Rusununguko runobva kuna Jehovha.Maropafadzo enyu ngaave pamusoro pavanhu venyu. Sera
17Usauraya.
18Usaita upombwe.
19Usaba.
8Rangarira zuva reSabata kuti urichengete riri dzvene.
13Usauraya.
15Usaba.
21Uye ani naani anodana kuzita raShe achaponeswa.’
28Makandizivisa nzira dzoupenyu;muchandizadza nomufaro pamberi penyu.’
47vachirumbidza Mwari uye vachidikanwa navanhu vose. Uye Ishe akawedzera pauwandu hwavo zuva rimwe nerimwe avo vakanga vachiponeswa.
1Jehovha ndiye mufudzi wangu, hapana chandingashayiwa.
2Anondivatisa pamafuro manyoro,anondisesedza pamvura inozorodza,
3anoponesa mweya wangu.Anondifambisa panzira dzokururamanokuda kwezita rake.
9Musungo unomubata chitsitsinho;rugombe runomubatisisa.
12Pfumvu inomudokwairira;njodzi yakamugaririra paanowa.
15Moto unogara mutende rake;safuri inopisa inoparadzirwa pamusoro pougaro hwake.
6saSara, akateerera Abhurahama akamuti ishe wake. Muri vanasikana vake kana muchiita zvakanaka uye musingapi kutya nzvimbo.
20yakaramba kuteerera kare Mwari paakanga akamirira nomwoyo murefu mumazuva aNoa, areka payakanga ichiri kuvakwa. Mairi, vanhu vashoma bedzi, ivo vasere, vakaponeswa nemvura,
21uye mvura iyi inofananidzira rubhabhatidzo runokuponesaiwo zvino, rusingarevi kubviswa kwetsvina yomuviri asi rubatso rwehana yakanaka kuna Mwari. Inokuponesai nokumuka kwaJesu Kristu,
10Sebere rakavandira,seshumba yakavanda,
26chinhu chakanaka kumiriraruponeso rwaJehovha unyerere.
27Chinhu chakanaka kuti munhu atakure jokoachiri mudiki.
2Munhu anopinda napamukova ndiye mufudzi wamakwai.
9Ndini mukova; ani naani anopinda napandiri achaponeswa. Achapinda agobuda, uye achawana mafuro.
11"Ndini mufudzi akanaka. Mufudzi akanaka anorasira makwai ake upenyu hwake.
3ko, isu tichapunyuka sei kana tisina hanya noruponeso rwakakura zvakadai? Ruponeso urwu rwakatanga kuziviswa naIshe, rwakasimbiswa kwatiri naavo vakamunzwa.
8uye mukaisa zvinhu zvose pasi petsoka dzake."Pakuisa zvinhu zvose pasi pake, Mwari haana kusiya chinhu chimwe chete chisina kuiswa pasi pake. Asi panguva ino hationi zvinhu zvose zvakaiswa pasi pake.
18Nokuti iye amene akatambudzika paakaedzwa, anokwanisa kubatsira vanoedzwa.
3Mushingaire kuchengeta humwe hwoMweya kubudikidza nechisungo chorugare.
5Ishe mumwe, kutenda kumwe, rubhabhatidzo rumwe;
26"Mukutsamwa kwenyu, musatadza." Musarega zuva richivira muchakangotsamwa,
4kutsungirira kunouyisa unhu uye unhu hunouyisa tariro.
9Zvino sezvo takaruramisirwa neropa rake, tichaponeswa zvikuru sei naye kubva pakutsamwa kwaMwari!
20Murayiro wakaiswawo kuti kudarika kuwande. Asi panowanda chivi, nyasha dzinowanda zvikuru nokupfuurisa,
10munda wakanga watengwa naAbhurahama kubva kumuHiti. Ndimo makavigwa Abhurahama nomukadzi wake Sara.
14Mishima, Dhuma, Masa,
15Hadhadhi, Tema, Jeturi,Nafishi naKedhema.
1Kristu akatisunungura kuti tive vakasununguka. Zvino, mirai nesimba, murege kuzviremedza zvakare nejoko routapwa.
9Mbiriso shoma inovirisa chikanyiwa chose chakakanyiwa.
23kupfava uye kuzvidzora. Hakuna murayiro unopesana nezvizvi.
2uise banga pahurokana uri munhu wamadyo.
13Usarega kuranga mwana;ukamuranga neshamhu, haafi.
14Murange neshamhuugoponesa mweya wake kubva parufu.
5Benzi rinopeta maoko aro,rozviparadza.
6Tsama imwe yorugareinopfuura tsama mbiri dzokutambudzikanokudzingana nemhepo.
11Uyezve kana vaviri vachivata pamwe chete, vachadziyirwa.Asi mumwe chete angadziyirwa sei?
1Ndiri ruva reSharoni,ruva romumipata.Murume
2Seruva riri pakati peminzwa,ndizvo zvakaita mudiwa wangu pakati pemhandara.Mukadzi
15Tibatirei makava,ivo vana vemakavaanoparadza minda yemizambiringa,iyo mizambiringa yedu yotunga maruva.Mudiwa
11Pakupedzisira, hama, chisarai. Shingairai kuti mukwaniswe, teererai kuchikumbiro changu, ivai nomufungo mumwe, garai murugare. Uye Mwari worudo norugare achava nemi.
12Kwazisanai nokutsvodana kutsvene.
13Vatsvene vose vanokukwazisai.
11Raipenya nokubwinya kwaMwari, uye kuvaima kwaro kwakanga kwakaita sebwe rinokosha kwazvo, sebwe rejasipa, rinoonekera sekristaro.
13Kumabvazuva kwakanga kune masuo matatu, matatu kumusoro, matatu nechezasi namatatu kumavirira.
26Kubwinya nokukudzwa kwendudzi kuchauyiswa mariri.
2Seraya, Azaria, Jeremia,
13Hodhia, Bhani naBheninu.
25Rehumi, Hashabhina, Maaseya,