Pular para o conteúdo
Publicidade

VaKorose 3

9 Musareverana nhema, sezvo makabvisa munhu wenyu wekare namabasa ake 10 mukafuka munhu mutsva, ari kuvandudzwa mukuziva, mumufananidzo woMusiki wake. 11 Apa hapachina muGiriki kana muJudha, kudzingiswa kana kusadzingiswa, mutorwa kana muSitia, nhapwa kana akasununguka, asi Kristu ndiye zvose, uye ari mune zvose.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também

Colossenses
Ver todos os capítulos de Colossenses