Pular para o conteúdo
Publicidade

Daniel 3

5 Pamunongonzwa kurira kwehwamanda, nyere, mutopota, rudimbwa, mbira, mabhosvo nemhando dzose dzezviridzwa, munofanira kuwira pasi mugonamata chifananidzo chegoridhe chakamiswa naMambo Nebhukadhinezari. 6 Ani naani asingawiri pasi achinamata achakandwa muvira romoto pakarepo."

Veja também