Publicidade

Deuteronômio 10

Itya Jehovha

12 Zvino, iwe Israeri, Jehovha Mwari wako anodeiko kwauri kunze kwokuti utye Jehovha Mwari wako, ufambe munzira dzake dzose, umude, uye ushumire Jehovha Mwari wako nomwoyo wako wose nomweya wako wose, 13 uye uchengete mirayiro yaJehovha nemitemo yake yandinokupai nhasi kuti zvikunakire?

Veja também

Publicidade
Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-06-29_22-07-56-