11 (Ogi mambo weBhashani ndiye chete akasara pane vakasara vevaRefaiti. Mubhedha wake wakanga wakagadzirwa nesimbi uye wakanga wakareba makubhiti mapfumbamwe3:11 mamita angaita 2 uye makubhiti mana3:11 mamita angaita 1.8 paupamhi. Uchiriko muRabha ravaAmoni.)
Publicidade