5 Ida Jehovha Mwari wako nomwoyo wako wose nomweya wako wose uye nesimba rako rose. 6 Mirayiro iyi yandinokupai nhasi inofanira kuva mumwoyo yenyu. 7 Zvisimbisei kuvana venyu. Taurai pamusoro payo kana mugere mudzimba dzenyu uye kana muchifamba munzira, kana muchivata pasi uye kana muchimuka.
Publicidade
Publicidade