Publicidade

Deuteronômio 6

6 Mirayiro iyi yandinokupai nhasi inofanira kuva mumwoyo yenyu. 7 Zvisimbisei kuvana venyu. Taurai pamusoro payo kana mugere mudzimba dzenyu uye kana muchifamba munzira, kana muchivata pasi uye kana muchimuka.

Veja também

Publicidade
Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-06-29_22-07-56-