6 Mirayiro iyi yandinokupai nhasi inofanira kuva mumwoyo yenyu. 7 Zvisimbisei kuvana venyu. Taurai pamusoro payo kana mugere mudzimba dzenyu uye kana muchifamba munzira, kana muchivata pasi uye kana muchimuka. 8 Isungirirei pamaoko enyu sechiratidzo mugoisungira pahuma dzenyu.
Publicidade