Pular para o conteúdo
Publicidade

VaEfeso 2

19 Saka, hamuchisiri vatorwa kana vaeni, asi vagari pamwe chete navanhu vaMwari uye mava veimba yaMwari, 20 makavakwa panheyo dzavapostori navaprofita, naKristu Jesu pachake iye dombo rapakona. 21 Maari imba yose yakabatanidzwa pamwe chete uye inokura kuti ive temberi tsvene muna She. 22 Uye maari nemiwo makavakwa pamwe chete kuti muve ugaro hwaMwari muMweya.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também