25 Varume, idai vakadzi venyu, saKristu akada kereke uye akazvipa nokuda kwayo 26 kuti aiite tsvene, akaishambidza nokushambidza kwemvura neshoko, 27 uye kuti ayiuyise kwaari sekereke inobwinya, isina gwapa kana kuunyana kana chipi zvacho chainopomerwa.
Publicidade