Pular para o conteúdo
Publicidade

VaEfeso 6

Vana naVabereki

1 Vana, teererai vabereki venyu muna She, nokuti ndizvo zvakanaka. 2 "Kudza baba namai vako," ndiwo murayiro wokutanga une chipikirwa, 3 "kuti uitirwe zvakanaka uye kuti ugare upenyu hurefu panyika."

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também