Pular para o conteúdo
Publicidade

Êxodo 11

Dambudziko Regumi: Rufu rwaMatangwe

1 Zvino Jehovha akanga ati kuna Mozisi, "Ndichauyisa rimwezve dambudziko pamusoro paFaro napamusoro peIjipiti. Shure kwaizvozvo, achakutenderai kubva muno, uye paanozviita, achakudzingirai kunze zvachose.

Veja também