13 Mozisi akapindura vanhu akati, "Musatya. Mirai nesimba uye muchaona kusunungura kwaJehovha kwaachakuitirai nhasi. VaIjipita vamunoona nhasi hamuchazovaonizve. 14 Jehovha achakurwirai; imi ingonyararai bedzi."
Publicidade
Ekisodho 14
Estes versículos te tocaram? Ore agora!
+581 estão orando agora.
Junte-se à corrente de oração.