11 "Ndianiko pakati pavamwari akaita semi, imi Jehovha?
Ndiani akaita semi,
paumambo noutsvene,
mukubwinya kunotyisa,
anoita zvishamiso?
11 "Ndianiko pakati pavamwari akaita semi, imi Jehovha?
Ndiani akaita semi,
paumambo noutsvene,
mukubwinya kunotyisa,
anoita zvishamiso?