Pular para o conteúdo
Publicidade

Ekisodho 16

11 Jehovha akati kuna Mozisi, 12 "Ndanzwa kupopota kwavaIsraeri. Vaudze kuti, Panguva yorubvunzavaeni muchadya nyama, uye mangwanani muchaguta nechingwa. Ipapo muchaziva kuti ndini Jehovha Mwari wenyu.’ "

13 Madekwana iwayo zvihuta zvakauya zvikafukidza musasa, uye mangwanani pakanga pane dova rakapoteredza musasa. 14 Dova rakati rapera, mahwendefa matete akanga akaita samazaya echando akaonekwa pasi murenje. 15 VaIsraeri vakati vazviona, vakati kuno mumwe nomumwe wavo, "Chiiko ichi?" Nokuti vakanga vasingazivi kuti chaiva chii.

Mozisi akati kwavari, "Ndicho chingwa chamapiwa naJehovha kuti mudye.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também