Pular para o conteúdo
Publicidade

Ekisodho 16

2 Murenje imomo ungano yose yavaIsraeri yakapopotera Mozisi naAroni. 3 VaIsraeri vakati kwavari, "Dai takafa zvedu noruoko rwaJehovha tiri muIjipiti! Uko kwataikomba makate enyama uye tichidya zvokudya zvose zvataida, asi makatibudisa kurenje kuno kuti ungano ino yose iziye nenzara kusvikira pakufa."

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também