Pular para o conteúdo
Publicidade

Ekisodho 20

8 Rangarira zuva reSabata kuti urichengete riri dzvene. 9 Uchashanda mazuva matanhatu nokuita basa rako rose, 10 asi zuva rechinomwe iSabata kuna Jehovha Mwari wako. Pazuva iroro hamufaniri kuita basa ripi zvaro, iwe kana mwanakomana wako, kana mwanasikana wako, murandarume wako kana murandakadzi wako, uye zvipfuwo zvako kana mutorwa ari mukati mamasuo ako.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também