32 Kana hando ikatunga murandarume kana murandakadzi, muridzi wayo anofanira kuripa mashekeri esirivha makumi matatu21:32 0.3 yekirogiramu kuna tenzi womuranda, uye hando inofanira kutakwa namabwe.