Pular para o conteúdo
Publicidade

Ekisodho 3

13 Mozisi akati kuna Mwari, "Ko, kana ndikaenda kuvaIsraeri uye ndikanoti kwavari, Mwari wamadzibaba enyu andituma kwamuri,uye ivo vakandibvunza kuti, Zita rake ndiani?ipapo ndichavaudzeiko?"

14 Mwari akati kuna Mozisi, "Ndiri Wandiri. Izvi ndizvo zvaunofanira kutaura kuvaIsraeri: Ndiriandituma kwamuri."

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também