Kudzika Tabhenakeri
1 Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi, 2 "Dzika tabhenakeri, Tende Rokusangana, pazuva rokutanga romwedzi wokutanga. 3 Uise areka yeChipupuriro mairi uye ugofukidza areka nechidzitiro.