Pular para o conteúdo
Publicidade

Filipenses 4

11 Handirevi izvi nokuda kwokuti ndinoshayiwa, nokuti ndakadzidza kugutsikana nezvinenge zviripo. 12 Ndinoziva kuti kushayiwa chii, uye ndinoziva kuva nezvakawanda. Ndakadzidza chakavanzika chokugutsikana mune zvipi zvazvo uye mumamiriro ose zvawo, kungava kuguta kana kunzwa nzara, kana kuva nezvakawanda kana kushayiwa. 13 Ndinogona kuita zvinhu zvose kubudikidza naiye anondipa simba.

Veja também

Filipenses
Ver todos os capítulos de Filipenses