Pular para o conteúdo
Publicidade

VaGaratia 3

Vanakomana vaMwari

26 Imi mose muri vanakomana vaMwari kubudikidza nokutenda muna Kristu Jesu, 27 nokuti imi mose makabhabhatidzwa muna Kristu makapfeka Kristu. 28 Hakuchina muJudha kana muGiriki, mutapwa kana akasununguka, murume kana mukadzi, nokuti imi mose muri vamwe muna Kristu Jesu.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também