Upenyu noMweya
16 Saka ndinoti, raramai noMweya, uye hamungazofadzi nyama nokuchiva kwayo. 17 Nokuti nyama inoshuva zvinopesana noMweya, uye Mweya anopesanawo nezvinoshuviwa nenyama. Izvi zvinorwisana pachazvo, kuti murege kuita zvamunoda.

+581 estão orando agora.
Junte-se à corrente de oração.