Pular para o conteúdo
Publicidade

VaGaratia 6

7 Musanyengerwa: Mwari haasekwi. Munhu anokohwa zvaanodyara. 8 Anodyarira nyama yake, achakohwa kuparadzwa kunobva panyama iyoyo; uyo anodyarira mweya, achakohwa upenyu husingaperi hunobva paMweya iwoyo.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também