Pular para o conteúdo
Publicidade

Hebreus 10

23 Ngatibatisisei tariro yatinopupura, tisingazungunuswi, nokuti iye akapikira akatendeka. 24 Uye ngatirangarirei kuti tingakurudzirana sei kuti tive norudo namabasa akanaka. 25 Tisarega kuungana sezvinoita vamwe, asi tikurudzirane, zvikuru sei sezvamunoona kuti Zuva roswedera.

Veja também