35 Naizvozvo regai kurasa kusatya kwenyu, kuno mubayiro mukuru. 36 Munofanira kutsungirira kuitira kuti kana maita kuda kwaMwari mugogamuchira zvaakavimbisa.