Pular para o conteúdo
Publicidade

Hebreus 11

17 Nokutenda Abhurahama, paakaedzwa naMwari, akapa Isaka sechibayiro. Iye akanga agamuchira zvipikirwa akanga obayira mwanakomana wake mumwe oga, 18 kunyange zvazvo Mwari akanga akati kwaari, "Nokuna Isaka zvizvarwa zvako zvichazovapo." 19 Abhurahama akafunga akati Mwari aigona kumutsa vakafa, uye tichitaura nomufananidzo, akagamuchira Isaka kubva kuvakafa.

Veja também