24 Nokutenda Mozisi akati akura, akaramba kunzi mwanakomana womwanasikana waFaro. 25 Akasarudza kutambudzwa pamwe chete navanhu vaMwari pano kufadzwa kwenguva duku namafaro ezvivi.
Publicidade
VaHebheru 11
Estes versículos te tocaram? Ore agora!
+581 estão orando agora.
Junte-se à corrente de oração.