25 "Ndichakuripirai makore ose amakadyirwa nemhashu:
mhashu dzemagutaguta nedzegwatakwata,
dzimwe mhashu nefararira remhashu;
hondo yangu huru yandinotuma pakati penyu.
25 "Ndichakuripirai makore ose amakadyirwa nemhashu:
mhashu dzemagutaguta nedzegwatakwata,
dzimwe mhashu nefararira remhashu;
hondo yangu huru yandinotuma pakati penyu.