Munyengetero waJona
1 Kubva mudumbu rehove Jona akanyengetera kuna Jehovha Mwari wake. 2 Akati:
"Mudambudziko rangu ndakadana kuna Jehovha,
iye akandipindura.
Kubva mukati meguva ndakadanidzira kuti ndibatsirwe,
uye imi makanzwa kuchema kwangu.

+581 estão orando agora.
Junte-se à corrente de oração.