Pular para o conteúdo
Publicidade

Johani 1

41 Chinhu chokutanga chakaitwa naAndirea ndechokuti akatsvaka Simoni mukoma wake akati kwaari, "Tamuwana Mesiya" (ndiko kuti Kristu). 42 Uye akauya naye kuna Jesu.

Jesu akatarisa kwaari akati, "Ndiwe Simoni mwanakomana waJohani. Iwe uchanzi Kefasi" (ndiko kuti, kana zvichishandurwa, Petro).

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também