Pular para o conteúdo
Publicidade

João 1

Jesu Anodana Firipi naNatanieri

43 Zuva rakatevera Jesu akafunga zvokuenda kuGarirea. Akati awana Firipi akati kwaari, "Nditevere."

44 Firipi, aibvawo kuguta reBhetisaidha saAndirea naPetro, 45 Firipi akawana Natanieri akati kwaari, "Tamuwana uya akanyorwa nezvake naMozisi muMurayiro, uyewo akanyorwa nezvake navaprofita, Jesu weNazareta, mwanakomana waJosefa."

Veja também