Pular para o conteúdo
Publicidade

Johani 1

45 Firipi akawana Natanieri akati kwaari, "Tamuwana uya akanyorwa nezvake naMozisi muMurayiro, uyewo akanyorwa nezvake navaprofita, Jesu weNazareta, mwanakomana waJosefa."

46 Natanieri akati, "Nazareta! Pane chinhu chakanaka chingabva kuNazareta here?"

Firipi akati, "Uya uone."

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também