Pular para o conteúdo
Publicidade

João 10

14 "Ndini mufudzi wamakwai; ndinoziva makwai angu uye makwai angu anondiziva, 15 Baba sezvavanondiziva uye neni ndichiziva Baba, uye ndinorasira makwai angu upenyu hwangu. 16 Ndina mamwe makwai asati ari edanga rino. Naiwo ndinofanira kuauyisawo. Naiwowo achanzwa inzwi rangu, uye achava boka rimwe nomufudzi mumwe chete.

Veja também