Pular para o conteúdo
Publicidade

João 11

43 Akati areva izvozvo, Jesu akadanidzira nenzwi guru akati, "Razaro, buda!" 44 Murume akanga afa uya akabuda, maoko ake namakumbo zvakapombwa nemicheka, uye chiso chake chakafukidzwa nomucheka.

Jesu akati kwavari, "Mubvisei nguo dzomuguva mumurege aende."

Veja também