Pular para o conteúdo
Publicidade

Johani 12

30 Jesu akati, "Inzwi iri harina kuuya nokuda kwangu, asi nokuda kwenyu. 31 Zvino ndiyo nguva yokutongwa kwenyika ino; zvino muchinda wenyika ino achadzingwa. 32 Asi ini, pandinenge ndasimudzwa kubva panyika ino, ndichakwevera vanhu vose kwandiri."

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também