Pular para o conteúdo
Publicidade

Johani 14

21 Ani naani ane mirayiro yangu uye anoiteerera, ndiye anondida iyeye. Uyo anondida achadikanwa naBaba vangu, neniwo ndichamuda uye ndichazviratidza kwaari."

22 Ipapo Judhasi, kwete Judhasi Iskarioti, akati, "Asi Ishe, seiko muchida kuzviratidza kwatiri, musingazviratidzi kunyika?"

23 Jesu akapindura akati, "Kana munhu achindida, achateerera kudzidzisa kwangu. Baba vangu vachamuda, uye tichauya kwaari toita ugaro hwedu naye. 24 Uyo asingandidi haateereri kudzidzisa kwangu. Mashoko amunonzwa aya haasi angu; ndeaBaba vakandituma.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também