8 Firipi akati, "Ishe, tiratidzei Baba kuti zvigotiringana."
9 Jesu akapindura akati, "Firipi, haundizivi iwe here, kunyange ndanga ndiri pakati penyu kwenguva refu yakadai? Ani naani aona ini aona Baba. Unoreva seiko zvaunoti, ‘Tiratidzei Baba’