Pular para o conteúdo
Publicidade

Johani 15

Nyika inovenga Vadzidzi

18 "Kana nyika ichikuvengai, muyeuke kuti yakatanga kuvenga ini. 19 Dai manga muri venyika, ingadai ichikudai sezvainoda vayo. Zvino, hamusi venyika, asi ini ndakakusarudzai kuti mubude munyika. Ndokusaka nyika ichikuvengai.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também