7 Asi ndiri kukutaurirai chokwadi kuti: Zvakakunakirai kuti ini ndiende. Kana ndikasaenda, Munyaradzi haangauyi kwamuri; asi kana ndikaenda, ndichamutumira kwamuri. 8 Kana asvika achapa nyika mhosva pamusoro pechivi napamusoro pokururama nokutongwa:
Publicidade
Publicidade