Pular para o conteúdo
Publicidade

João 16

8 Kana asvika achapa nyika mhosva pamusoro pechivi napamusoro pokururama nokutongwa: 9 pamusoro pechivi, nokuti vanhu havatendi kwandiri; 10 pamusoro pokururama, nokuti ndiri kuenda kuna Baba, kwamusingazondionizve; 11 uye pamusoro pokutongwa, nokuti muchinda wenyika ino atotongwa.

Veja também