Publicidade

João 17

22 Ndakavapa kubwinya kuya kwamakandipa, kuti vave vamwe sesu tiri vamwe: 23 imi mavari uye imi mandiri. Ngavakwaniswe muhumwe kuti nyika izive kuti makandituma uye makavada kunyange sezvamakandida ini.

Veja também

Publicidade
Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-06-22_10-02-25-