Pular para o conteúdo
Publicidade

Johani 19

25 Pedyo nomuchinjikwa waJesu pakanga pamire mai vake, mununʼuna wamai vake, naMaria mukadzi waKiropasi, naMaria Magadharena. 26 Jesu akati aona mai vake ipapo, uye mudzidzi waaida amire pedyo navo, akati kuna mai vake, "Mai, hoyu mwanakomana wenyu," 27 uye kumudzidzi akati, "Ava mai vako." Kubva pazuva iro zvichienda mberi, mudzidzi uyu akavatora akaenda navo kumba kwake.

Veja também