Pular para o conteúdo
Publicidade

Johani 19

Kufa kwaJesu

28 Shure kwaizvozvo, achiziva kuti zvose zvainge zvapera zvino, uye kuitira kuti Rugwaro ruzadziswe, Jesu akati, "Ndava nenyota." 29 Pakanga pane mudziyo waiva nevhiniga ipapo, saka vakanyika chipanje imomo, vakaisa chipanje pachitanda chehisopi, vakachisimudzira kumuromo waJesu. 30 Akati anwa Jesu akati, "Zvapera." Nokudaro, akakotamisa musoro wake uye akabudisa mweya wake.

Estes versículos te tocaram? Ore agora!

+581 estão orando agora.

Junte-se à corrente de oração.

Veja também