Publicidade

João 19

4 Pirato akabuda akatizve kuvaJudha, "Tarirai, ndava kumuisa kwamuri kuti muzive kuti ndashaya mhosva paari." 5 Jesu akati abuda kunze akapfeka korona yeminzwa uye nenguo yepepuru, Pirato akati kwavari, "Hoyo munhu!"

6 Vaprista vakuru navatariri vavo vakati vachimuona, vakadanidzira vachiti, "Ngaarovererwe! Ngaarovererwe!"

Asi Pirato akapindura achiti, "Mutorei imi mumuroverere. Kana ndirini, handiwani mhosva paari."

Veja também

Publicidade
Bíblia Online Bíblia Online

Bíblia Online • Versão: 2026-06-22_10-02-25-