Jesu Anoshandura Mvura Ichiva Waini
1 Pazuva rechitatu muchato wakaitwa paKana yomuGarirea. Mai vaJesu vaivapo, 2 uye Jesu navadzidzi vake vakanga vakokwawo kumuchato uyu.